This page is a translated version of the page Incubator:Main Page and the translation is 100% complete.
You can read this page in other languages. The language menu is here.
Bwaro re Wikimidhiya
Bwaro re Wikimidhiya

Rugashiro kuMuandiro weWikimidhiya!

Uyu ndiwo Muandiro weWikimidhiya, uyo unoita kuti mwishumo ye Wikimidhiya iri mumitauro mitsva ye Wikipidhiya, Wikin'wadhi, Wikinhau, Wikidzupuramanzwi, Wikiduramazwi uye Wikirwendo ikwanise kurongedzwa, kunyorwa, kuzamwa uye kurakidzwa kuti inokwanisa kumirirwa ne Bwaro re Wikimidhiya.

Kunyangwe hazvona mawiki eruzama ari muMuandiro weWikimidhiya asingawani madhomeni awo pachawo ewiki, anogona kuwerengwa nekuchijirudzwa sezvinoitwa mamwe mawiki emwishumo ye Wikimidhiya.

Mihlovo ye mitauro mitsva ye Wikivhesiti inofanhira kuenda ku Wikivhesiti yechiBheta, uye ayo e Wikimabviro ku Wikimabviro ye Mitaurozhinji.

Haukwanisi kutanga wushumo wutsva pano. Unongokwanisa kutanga uhlovo we mutauro-mutsva weushumo ugere uripo. Kana uchidaka kutanga wushumo utsva, enda kuzviyambiso zve mwishumo mwitsva, kana kuti ona Wikispore kana uchidaka kusika zama ridzva.


Nzira yekutanga zama ritsva rewiki

Kana wavinga pano kuti utange wushumo wechiwedzerwa chemutauro utsva, unokwanisa kuwana horokodzwa yese paRubatsiro:Chigwarwa. Tapota uziva mutemo wepano.

Mitemo imwe yakakosha:

  • Unodinga khodhi yemutauro inoshanda (zvakatsanangurwa muchigwarwa). Kana ukasadaro, unokwanisa kurikumbira kuti upihwe, kana kushandisa wiki isiri-yechiWikimidhiya Incubator Plus 2.0.
  • Kutanga zama rewiki pano hazvirevi kuti richabvumiwa pamberi neWikimidhiya; chekutanga uchadinga kuti ribvumwe ne Komiti ye mutauro. Ona Zvikumbiro zve mitauro mitsva kuti uwane horokodzwa yakadzama.
  • Tapota kuti muremekedze kutumiwa kwezita rezama remutauro, zvinobetsera kutamiswa kwe mazanhi kumwishumo ye wiki chaiyo muramangwana. Mazanhi ekuzama ese (zvichisanganisa manhoodzerwa ne mipanguro) anodinga kutumiwa mazita awo (pachishandiswa chivakashure) uye nguvadzose zvichienderera mberi.

Nzira yekubetsera zama rewiki riri paMuandiro

Kana uine ruzivo rwe mutauro uri muzama rewiki pano parizvino, unokurudzirwa kakuru kuti ubetsere wo zama rewiki iroro.

Tapota upe mazanhi ose aunosika chivakashure. Imwe horokodzwa yezve zvivakashure.

Zvirikuitika parizvino

Rubatikiro/Rubatsiro:

Mimwe mwishumo

Bwaro reWikimidhiya rinobishidza mimwe mwishumo ye mitaurozhinji uye ye chirochemo-chemahara:

Wikipedia Wikipidhiya
Duraruzivo re mahara
Wiktionary Wikiduramazwi
Duramazwi ne Duramazwifanana
Wikisource Wikimabviro
Kuvamawagro remahara
Wikiquote Wikidzupuramanzwi
Chiunganidzo che madzupuramanzwi
Wikibooks Wikin'wadhi
Zvinyorwa ne zvigwarwa zvemahara
Wikinews Wikinhau
Nhau dzemahara
Wikiversity Wikivhesiti
Zvinhu zvekushandisa kudzidza zvemahara
Wikivoyage Wikirwendo
Rugwaro rwenzendo padanhautande
Wikispecies Wikirudzi
Jiretori rezvemarudzi
Wikidata Wikidhata
Bwaro reruzivo remahara
Wikimedia Commons Zvinjee zveWikimidhiya
Chibangiro che midhiya inogoviwa
Meta-Wiki Meta-Wiki
Kurongwa kwe mwishumo ye Wikimidhiya