Wt/sn/bwa

< Wt | sn
Wt > sn > bwa

Chishona

edit

Hwene

edit

bwa (mamwemashoko bwe, bwo)

  1. mashoko anowiriranitsa bizo ne wito.
  2. zvibatanitso zve mashoko. Bwasha ubwo ndebwaRuvimbo.

Uturikiso

edit

Wiriranitso (Konkodhi)

edit

bwa (mamwemashoko bwe, bwo)

  1. mashoko anowiriranitsa bizo ne wito. Senge kuti: bu-bwa; bwasha bwa- kana chi-cha chinhu cha- zvichingodaro.

Mamwe mashoko:

Tafura ye Zviwiriranitsa zve Chishona
Bizo Zvwiriranitsa Muenzaniso
A E I O U
a e i o u
bwasha, bgasha bwa, bga bwe, bge - bwo, bgo bwu, bgu bwangu / bwedu / bwokurapisa / bwusiriwo.
chanza cha che (chi) cho - chaRuvimbo / chemwana / chino / chokubata.
zvwiriranitsa dza dze (dzi) dzo - dzanyorwa / dzeChishona / dzino / dzokuziva.
gwiyo gwa gwe - gwo gwu gwangu / gwedu / gwokuimba / gwusinganzwike.
hwasha hwa hwe - hwo hwu hwangu / hwedu / hwokurapisa / hwusiriwo
kumba kwa kwe - kwo (kwu) kwaMiriro / kwenyu / kwokugara
ka ke - ko ku
- la le li lo lu ndezvemashoko ekumwe
- lwa lwe lwi lwo lwu
mumba ma me - mo mu
mwumba mwa mwe - mwo mwu
pamba pa pe - pe pu
ribadza ra re ri ro ru
rwiyo rwa rwe - rwo rwu kufanana na gwiyo.
rgwiyo rgwa rgwe - rgwo rgwu
svitsvigiri sva sve (svi) svo (svu) svangu / svenyu / sviya / svopera / svusipo.
twana twa twe - two twu twangu / twedu / twouya / twusipo.
tẋwa tẋwe - tẋwo tẋwu
vana va ve - vo vu
vwa vwe - vwo vwu
wa we - wo wu
ẋwu / kġwa ẋwe / kġwe ẋwo / kġwo ẋwu / kġwu
hambautare ya ye (yi) yo -
zvipo zva zve (zvi) zvo -