Wt/sn/kwa

< Wt‎ | sn
Wt > sn > kwa

Chishona

edit

Hwene

edit

kwa (mamwemashoko kwe, kwo)

  1. chinorakidza uhwene; somuenzaniso: kumbwa kwangu.

Uturikiso

edit

Wiriranitso

edit

kwa (mamwemashoko kwe, kwi, kwo, kwu)

  1. mashoko anowiriranitsa bizo ne wito. Senge kuti: gu-gwa; ri-ra; dzi-dza; chi-cha zvichingodaro.

Chivakashure

edit

kwa (mamwemashoko kwe, kwi, kwo, hwu)

  1. chivakashure chemashoko mazhinji akasiyana anowanikwa muChishona.