Wt/sn/bizo

< Wt‎ | sn
Wt > sn > bizo

Chishona edit

Bizo edit

Bizo (uwandu mabizo)

  1. Zita (kunyanya kuChindau)
  2. (dudziramutauro) ishoko rinoshandiswa sezita rechinhu kana zvinhu sekunge munhu, mhuka, nzvimbo, chinhu, fenomenoni, dzikamudza, husvinu, kana zano; chikamu chikuru chekutaura mumitauro mizhinji, kusanganisa Chishona.

Mazwifanana

  1. Zita
  2. Zina (kutodza Chindau zve)
  3. Nauni (kubva kuChingezi)