bwe (uwandu mabwe)
- chikamu chidoko chakaoma chedombo, nokumwe kunyora tinoisa chivakashure sokuti ibwe.
bwe (mamwemashoko bwa, bwo)
- mashoko anowiriranitsa bizo ne wito.
- zvibatanitso zve mashoko. Muriwo uyo ndehwaRuvimbo.
Wiriranitso (Konkodhi)
edit
bwe (mamwemashoko bwa, bwo)
- mashoko anowiriranitsa bizo ne wito. Senge kuti: bu-bwa; bwasha bwa- kana chi-cha chinhu cha- zvichingodaro.