Wt/sn/gwo

< Wt‎ | sn
Wt > sn > gwo

Chishona

edit

Hwene

edit

gwo (mamwemashoko gwe, gwa)

  1. chinorakidza uhwene.

Uturikiso

edit

Wiriranitso

edit

gwo (mamwemashoko gwe, gwi, gwa)

  1. mashoko anowiriranitsa bizo ne wito. Senge kuti: gu-gwa; ri-ra; dzi-dza; chi-cha zvichingodaro.

Chivakashure

edit

gwo (mamwemashoko gwe, gwi, gwa)

  1. chivakashure chemashoko mazhinji akasiyana anowanikwa muChishona, kunyanya kumutauro weChikaranga nemitauronyi yacho.