Wt/sn/wabiyavo

< Wt‎ | sn
Wt > sn > wabiyavo

Chishona

edit

Bizo

edit

wabiyavo (uwandu abiyavo, vabiyavo, mabiyavo)

  1. uwandu hwekuti mubiyavo, kureva munhu anenge achifambidzanwa naye zvechishamwari; munhu anoonekwa semhuri yekusarurwa nemunhumukuru kana nevanhu vaviri kana vanhu vanopfuura vaviri.
  2. munhu wechishamwari; mufambidzani; wamwewavo.

Uturikiswo

edit