Wt/sn/vabiyavo

< Wt‎ | sn
Wt > sn > vabiyavo

Chishona edit

Bizo edit

vabiyavo (uwandu wabiyavo, abiyavo, mabiyavo)

  1. uwandu hwekuti mubiyavo, kureva munhu anenge achifambidzanwa naye zvechishamwari; munhu anoonekwa semhuri yekusarurwa nemunhumukuru kana nevanhu vaviri kana vanhu vanopfuura vaviri.
  2. munhu wechishamwari; mufambidzani; vamwevavo.

Uturikiswo edit