Wt/sn/mubiyavo

< Wt‎ | sn
Wt > sn > mubiyavo

Chishona edit

Bizo edit

mubiyavo (uwandu abiyavo, wabiyavo, vabiyavo, mabiyavo)

  1. kureva munhu anenge achifambidzanwa naye zvechishamwari; munhu anoonekwa semhuri yekusarurwa nemunhumukuru kana nevanhu vaviri kana vanhu vanopfuura vaviri.
  2. munhu wechishamwari; mufambidzani; mumwewavo.

Uturikiswo edit