Wt/sn/mabiyavo

< Wt‎ | sn
Wt > sn > mabiyavo

Chishona edit

Bizo edit

mabiyavo (uwandu wabiyavo, vabiyavo, abiyavo)

  1. uwandu hwekuti mubiyavo, kureva munhu anenge achifambidzanwa naye zvechishamwari; munhu anoonekwa semhuri yekusarurwa nemunhumukuru kana nevanhu vaviri kana vanhu vanopfuura vaviri.
  2. munhu wechishamwari; mufambidzani; mumwewavo.

Uturikiswo edit