Wt/sn/dehwe

< Wt‎ | sn
Wt > sn > dehwe

Chishona

edit

Bizo

edit

dehwe (uwandu matehwe)

  1. imwe nzira yekuti debge kana debwe, kureva ganda remhuka, rinoshandiswa kugadzira zvipfeko senge shangu, rokwe, kana hanzu uye zvafukwa. Rinoshandiswa wo kugadzira zvimwe zvinhu zvekushandisa senge zvikwama kana homwe.