Wt/sn/debwe

< Wt‎ | sn
Wt > sn > debwe

Chishona

edit

Bizo

edit

debwe (uwandu matebwe)

  1. imwe nzira yekuti debge, kureva ganda remhuka, rinoshandiswa kugadzira zvipfeko senge shangu, rokwe, kana hanzu uye zvafukwa. Rinoshandiswa wo kugadzira zvimwe zvinhu zvekushandisa senge zvikwama kana homwe.