Wt/sn/debge

< Wt‎ | sn
Wt > sn > debge

Chishona edit

Bizo edit

debge (uwandu matebge)

  1. zvinoreva ganda remhuka, rinoshandiswa kugadzira zvipfeko senge shangu, rokwe, kana hanzu uye zvafukwa. Rinoshandiswa wo kugadzira zvimwe zvinhu zvekushandisa senge zvikwama kana homwe.

Mamwe manyorerwo edit