Wt/sn/hanzu

< Wt‎ | sn
Wt > sn > hanzu

Chishona edit

Bizo edit

hanzu (kana hazu)

  1. imhando ye chipfeko chinopfekwa pamusoro penguo dzemukati; chipfeko chekunze chakareba, chisirimbambamba pamwiri, chinogadzirwa zvinhu zvakasiyana zvichienderana nehwewa kana madiro emunhu. Muenzaniso, chinogona kugadzirwa ne sirika chichinakiswa nekuiswa maruva, kana mivara yakasiyana-siyana, uye chinogona kuvachikobvu kunge gumbeze kuitira kutonhora.