Wt/sn/vabiyako

< Wt‎ | sn
Wt > sn > vabiyako

Chishona edit

Bizo edit

vabiyako (mamwemashoko abiyako, wabiyako, mabiyako)

  1. kureva vanhu vaviri kana vanopfuura vaviri vanofambidzana nemuteereri zvechishamwari; vanhu vanoonekwa semhuri yekusarurwa nemuteereri.
  2. munhu wechishamwari; mufambidzani; vamwevako.

Uturikiswo edit