Wt/sn/mabiyako

< Wt‎ | sn
Wt > sn > mabiyako

Chishona edit

Bizo edit

mabiyako (mamwemashoko abiyako, wabiyako, vabiyako)

  1. kureva vanhu vaviri kana vanopfuura vaviri vanofambidzana nemuteereri zvechishamwari; vanhu vanoonekwa semhuri yekusarurwa nemuteereri.
  2. munhu wechishamwari; mufambidzani; vamwevako.

Uturikiswo edit