Wt/sn/abiyako

< Wt‎ | sn
Wt > sn > abiyako

Chishona edit

Bizo edit

abiyako (mamwemashoko vabiyako, wabiyako, vabiyako)

  1. kureva munhu (kana vanhu) vanofambidzana nemuteereri zvechishamwari; munhu (kana vanhu) vanoonekwa semhuri yekusarurwa nemuteereri.
  2. munhu wechishamwari; mufambidzani; vamwevako.

Uturikiswo edit