Wt/sn/mwedzi

< Wt‎ | sn
Wt > sn > mwedzi

Chishona edit

Bizo edit

mwedzi (uwandu mwedzi)

  1. chinhu chekupa ruvheneka chiri mudenga; mukutenda kwe Ukristu kana minamato ye Ruabarahama Mwari vakayisa mwedzi muchadenga pazuva rechina.
  2. zvinhu zvi guminembiri zvekuronga kukamurwa kwe gore;

Mamwemashoko edit