Wt/sn/denga

< Wt‎ | sn
Wt > sn > denga

Chishona edit

Bizo edit

denga (uwandu matenga)

  1. chikamu chejingamweya uye chadenga sekuvonekwa kubva muRinopasi.
  2. chikamu kana chivakwa chepamusoro cheimba kana hambautare.