Wt/sn/gore

< Wt‎ | sn
Wt > sn > gore

Chishona edit

Bizokwaro edit

gore (uwandu makore)

  1. mazuva mazanamatatu makumitanhatu neshanu (365); nguva inotorwa ne Rinopasi kupoterera zuva; nekumwe kutaura vanhu vanoti makei, makodya uye kuChimanyika vachiti wo makanyi.
  2. chinhu chinowanikwa muchadenga, kunyanya panonaya chichifukidza zuva kusvibisa denga.

Mamwemashoko edit