Wt/sn/mubiyawo

< Wt‎ | sn
Wt > sn > mubiyawo

Chishona edit

Bizo edit

mubiyawo (uwandu abiyawo, wabiyawo, vabiyawo, mabiyawo)

  1. kureva munhu anenge achifambidzanwa naye zvechishamwari; munhu anoonekwa semhuri yekusarurwa nevanhuvakuru kana nevanhu vaviri kana vanhu vanopfuura vaviri.
  2. munhu wechishamwari; mufambidzani; mumwewawo.

Uturikiswo edit