Wt/sn/abiyawo

< Wt‎ | sn
Wt > sn > abiyawo

Chishona edit

Bizo edit

abiyawo (uwandu mabiyawo, wabiyawo, vabiyawo)

  1. kureva munhu anenge achifambidzanwa naye zvechishamwari; munhu anoonekwa semhuri yekusarurwa nevanhuvakuru kana nevanhu vaviri kana vanhu vanopfuura vaviri.
  2. munhu wechishamwari; mufambidzani; wamwewawo.

Uturikiswo edit