Wt/sn/vabiyawo

< Wt‎ | sn
Wt > sn > vabiyawo

Chishona edit

Bizo edit

vabiyawo (uwandu mabiyawo, wabiyawo, abiyawo)

  1. kureva munhu anenge achifambidzanwa naye zvechishamwari; munhu anoonekwa semhuri yekusarurwa nevanhuvakuru kana nevanhu vaviri kana vanhu vanopfuura vaviri.
  2. munhu wechishamwari; mufambidzani; vamwevawo.

Uturikiswo edit