Wt/sn/matenga

< Wt‎ | sn
Wt > sn > matenga

Chishona edit

Bizo edit

matenga

  1. uwandu hwekuti denga, kureva zvikamu zvejingamweya uye chadenga sekuvonekwa kubva muRinopasi.
  2. zvikamu kana zvivakwa zvepamusoro zveimba kana hambautare.