Chishona
editUnenaruvambo
editKubva pamashoko maviri eChivanhu, wito rokuti hamba kureva kuenda uye nebizo rokuti utare kureva simbi yakasimba yaishandiswa kugadzira zvinhu zvakawanda muvugariro hwe vanhu.
Bizo
edithambautare (uwandu dzihambautare, mahambautare)
- chityairwa chinemavhiri mana chakakura kudarika hambautare, chinoshandiswa kutakura vanhu vakawanda.