Chishona edit
Bizo edit
mabiyangu (mamwemashoko abiyangu, wabiyangu, vabiyangu)
- uwandu hwekuti mubiyangu, kureva vanhu vaviri kana vanopfuura vaviri vanofambidzana nemutauri zvechishamwari; vanhu vanopfuura vaviri vanoonekwa semhuri yekusarurwa nemutauri.
- munhu wechishamwari; mufambidzani; vamwevangu.