Wt/sn/wabiyangu

< Wt | sn
Wt > sn > wabiyangu

Chishona

edit

Bizo

edit

wabiyangu (mamwemashoko abiyangu, vabiyangu, ushoma mubiyangu)

  1. uwandu hwekuti mubiyangu, kureva vanhu vaviri kana vanopfuura vaviri vanofambidzana nemutauri zvechishamwari; vanhu vanopfuura vaviri vanoonekwa semhuri yekusarurwa nemutauri.
  2. munhu wechishamwari; mufambidzani; wamwewangu.

Uturikiswo

edit