Chishona
editBizo
editabiyangu (mamwemashoko vabiyangu, wabiyangu, ushoma mubiyangu)
- uwandu hwekuti mubiyangu, kureva munhu kana vanhu vanofambidzana nemutauri zvechishamwari; munhu (kana vanhu) vanoonekwa semhuri yekusarurwa nemutauri.
- munhu wechishamwari; mufambidzani; vamwevangu.