Chishona edit
Bizo edit
joka (uwandu majoka)
- imhuka dzekare uye dzemunhema dzinemwiri hombe yakareba nenzara. Pane majoka akasiyana, dzimwe dzinemapapiro, dzimwe ndedzemumvura, dzimwe ndedzemudeka zvichingodaro uye zvichienderana netsika yevanhu nemaziviro emajoka ekwavo.
- inyoka ikurusa.
Mazwifanana: edit
Chiswahili edit
joka (uwandu majoka)
- zinyoka.
- joka.