Wt/sn/nhema

< Wt‎ | sn
Wt > sn > nhema

Chishona edit

Bizo edit

nhema (uwandu nhema)

  1. ruambangano; nyaya yemutsika inotaura nezve zviitiko kana zvinotendwa nevanhu vetsika yachona, uye zvinhu zvemuusikwa ne hana zvinoitwa semunhu; nyaya yezvinoera senge vanamatwi, magamba, kana kutanga kwe vanhu ne madzinza.
  2. manyepo; zvinhu zvisiri chokwadi; mashoko asina gwinyiso.
  3. imwe mhando yokuperetera ruvara rutema.

Wito (Chiito) edit

nhema (uwandu nhema)

  1. sokuti, kureva nhema; zvichireva kutaura mashoko matema asingaoneki kana asina kuoneka; mashoko asiri pachena akavigwa.