Wt/sn/nzara

< Wt‎ | sn
Wt > sn > nzara

Chishona edit

Bizo edit

nzara (uwandu nzara)

  1. nzwara; rimwe shoko rokuti nzwara sedzinokura pamaoko ne tsoka dzemunhu.
  2. nzara, kureva nzwara dzemhuka, senge dzepamangoi kana pa zhoka.
  3. uwandu kana imwezhira yekureva zhara kunzwa kuda kudya.

Uturikiso edit