Wt/sn/gogo

< Wt‎ | sn
Wt > sn > gogo

Chishona edit

Bizo edit

gogo (uwandu anagogo, magogo)

  1. kureva ambuya; mubereki wechikadzi wababa kana amai wako.
  2. shangu dzechikadzi dzine chikudzo chinogogodza pasi kana dzakapfekwa munhu uchifamba.