Wt/sn/mubereki

< Wt‎ | sn
Wt > sn > mubereki

Chishona

edit

Bizo

edit

mubereki (uwandu vabereki; wabereki)

  1. kureva munhu akakonzera kuti uzvarwe pano pasi.
  2. mureri wako zvichienderana nekuti haana kufa, haana kukusiya kana kukurasa.
  3. Mwari sokuonekwa kwavo nevanhu mumoyo uye munguva dzinorwadza nekufadza.