Wt/sn/amai

< Wt‎ | sn
Wt > sn > amai

Chishona edit

Bizo edit

amai (uwandu anaamai)

  1. mubereki wechikadzi; munhu anoita nhumbu oitakura kuzvika pakuzvara orera mwana.
  2. bwanakadzi; munhu wechikadzi mukuru.
  3. mudzimai wemunhu.

Mazwifanana edit