Wt/sn/dutavanhu

< Wt | sn
Wt > sn > dutavanhu

Chishona

edit

Unenaruvambo

edit

Kubva pamashoko maviri eChivanhu, wito rokuti kututa kureva kutakurwa kwezvinhu zvichienda uye nebizo rokuti vanhu.

Bizo

edit

dutavanhu (uwandu matutavanhu)

  1. chityairwa chinemavhiri mana chakakura kudarika hambautare, chinoshandiswa kutakura vanhu vakawanda.