Wt/sn/mai

< Wt‎ | sn
Wt > sn > mai

Chishona edit

Bizo edit

mai

  1. chipfupiswo chekuti amai, kureva mubereki wako wechikadzi; munhu akakuzvara.
  2. munhukadzi.
  3. mudzamai wemunhu sekudanwa nezita remurume.
    • Avo ndi Mai Charamba.
  4. amai wemunhu.
    • Mai Tofara.