Wt/sn/zhizha

< Wt‎ | sn
Wt > sn > zhizha

Chishona edit

Bizo edit

zhizha

  1. mwaka wezambira mushana; uyu ndiwo mwaka wezuva, unogona kupisa, vanhu vanofarira kubhaguja kana kushambira vanofara mumwaka uyu nekuti vanogara mumvura.

Mamwemashoko edit