Wt/sn/chirimo

< Wt | sn
Wt > sn > chirimo

Chishona

edit

Bizo

edit

chirimo

  1. mwaka wekurima; mwaka wekumera kwezvinhu, ndiwo unobarwa zvinhu zvakawanda nevhu senge maruva, miti inenge yakanaka iri yechizerere. Nekumwe kutaura tinoti ruswiswi.

Mamwemashoko

edit