Wt/sn/zhara

< Wt‎ | sn
Wt > sn > zhara

Chishona edit

Unenaruvambo edit

kubva kuChikaranga.

Bizo edit

zhara (uwandu nzara)

  1. kureva kunzwa kuda kudya dumbu rapererwa nechikafu uye nesimba.

Wito (Chiito) edit

zhara (uwandu mazhara)

  1. kupererwa kana kushaya chikafu.

Uturikiso edit