Chishona
editBizo
editvabiyenyu (uwandu mabiyenyu, wabiyenyu, abiyenyu)
- uwandu hwekuti mubiyenyu, kureva munhu anenge achifambidzanwa naye zvechishamwari; munhu anoonekwa semhuri yekusarurwa nemunhumukuru kana nevanhu vaviri kana vanhu vanopfuura vaviri.
- munhu wechishamwari; mufambidzani; vamwevenyu.