Chishona
editBizo
editmubiyenyu (uwandu abiyenyu, wabiyenyu, vabiyenyu, mabiyenyu)
- kureva munhu anenge achifambidzanwa naye zvechishamwari; munhu anoonekwa semhuri yekusarurwa nemunhumukuru kana nevanhu vaviri kana vanhu vanopfuura vaviri.
- munhu wechishamwari; mufambidzani; mumwevenyu.