Wt/sn/sekuru

< Wt | sn
Wt > sn > sekuru

Chishona

edit

Bizo

edit

sekuru (uwandu masekuru, anasekuru, madzisekuru)

  1. mubereki wechirume wa amai kana baba wako; baba wa amai kana baba wako.
  2. hanzvadzikomana ya amai wako.

Mazwifanana

edit

Mamwemazwi

edit