Wt/sn/mureri

< Wt‎ | sn
Wt > sn > mureri

Chishona

edit

Bizo

edit

mureri (uwandu vareri)

  1. munhu anokurera; munhu anokubata nerudo kunyanya rwunenge rwunofanhira kupuhwa nemubereki.
  2. mubereki; muzvari wako.
  3. Mwari sokuonekwa kwavanoitwa nevanhu pasirose; Mwari sokuonekwa zvakanyanyisa ne nherera kana vana vanotambura.