Wt/sn/hama

< Wt‎ | sn
Wt > sn > hama

Chishona edit

Bizo edit

hama

  1. vanhu vaunehukama navo nekudakweropa, kuroora kana kuroorwa uye kana nekuda kwe kuadhoputwa.
  2. vanhu vanobvawo kunharaunda, ziwumbe kana nyika imwechete neyako; vanhu vane mutupo wakafanana newako, vanhu vaneganda rakaita serako, vanhu vakapinda munjodzi kana minyama yakafanana neyako; vanhu vanorarama hupenyu hwakafanana newako; vanhu vaunoenderana navo.