Wt/sn/hukama

< Wt‎ | sn
Wt > sn > hukama

Chishona edit

Bizo edit

hukama

  1. nzira yevanhu yekuvanehubatanidzwa; kubva kuropa kana mhuri imwe.
  2. kubva kudzinza, ruchava kana rusinga rwumwe chete; kuva nemutupo umwechete.