Wt/sn/nhaka

< Wt‎ | sn
Wt > sn > nhaka

Chishona edit

Bizo edit

nhaka

  1. mazuva mazanamatatu makumitanhatu neshanu (365); nguva inotorwa ne Rinopasi kupoterera zuva; nekumwe kutaura vanhu vanoti makei, makodya uye kuChimanyika vachiti wo makanyi.
  2. kureva rifa; chinhu chekupuhwa chinotambidzwa mumazaera mudzinza kana mhuri kubva kumadzitateguru zvichidzika zvakadaro.

Mamwemashoko edit