Wt/sn/bhuluu

< Wt‎ | sn
Wt > sn > bhuluu

Chishona edit

Unenaruvambo edit

Shoko iri harina chivambo kuChivanhu kana mimwe mitauro yayo, rinobva kuChingezi pakuti blue.

Bizo edit

bhuluu (uwandu mabhuluu)

  1. kureva ungu; muvara unoenzaniswa newedenga. Nekumwe kunyora tinoti bhuruu.

Chipauro edit

bhuluu (uwandu mabhuluu)

  1. chiro cheruvara rwe ungu.