Wt/sn/bhudhi

< Wt‎ | sn
Wt > sn > bhudhi

Chishona edit

Unenaruvambo edit

kubva kuChikaranga, chakaritora kubva kuChinguni (pamwe Chindebele, pamwe Chizulu, pamwe Chixhosa pamwe Chindwandwe)

Bizo edit

bhudhi (uwandu anabhudhi)

  1. hanzvidzokamana ikuru kwauri nezera.
  2. munhu wechirume mukuru kwauri asati ave mudhara, sekuru, kana mutana.

Mazwifanana edit