Wt/sn/avo

< Wt‎ | sn
Wt > sn > avo

Chishona edit

Chisazitachekurakidza edit

avo (kana awo; mamwemazwi: ava, ivavo, ivo)

  1. rinoshandiswa panenge pachinongedzerwa kana kurakidzwa vanhu varikutaurwa nezvavo.
  2. rinoshandiswa kutaura nezvezvinhu zvevanhu.