Wt/sn/ava

< Wt‎ | sn
Wt > sn > ava

Chishona edit

Chisazitachekurakidza edit

ava (kana awa; mamwemazwi: avo, ivavo, ivo)

  1. rinoshandiswa panenge pachinongedzerwa kana kurakidzwa vanhu varikutaurwa nezvavo.

Wito (Chiito) edit

ava (kana ave)

  1. kureva kuva chinhu.
    • aive madziva ava mazambuko.